Ezekiel 38:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ucati: Ndicaenda kunyika inemisha isina‐kuʋakirwa; ndicaenda kunaʋanorugare, ʋagere ɀakanaka, ʋose ʋagere ʋasinamaȿiŋgo, ʋasineɀipfigiso kana masuʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe uchati, “Ndichakomba misha isina masvingo; ndicharwisa vanhu vasingafungiri vagere zvavo zvakanaka, vose vanogara vasina masvingo uye vasina masuo namazariro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchati regai ndiende kundorwisa nyika ine misha iri pachena zvapo ndichingoyerekana ndasvikira vanhu vakazvigarira havo vose vagere vasina rusvingo kana zvihuri kunyange misuo mikuru
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uchiti, ‘Ndichaenda kunyika ine misha isina kuvakirwa; ndichaenda kuna vane rugare, vagere zvakanaka, vose vagere vasina masvingo, vasina zvipfigiso kana masuo;
Shona 2009?
uchiti, `Ndichaenda kunyika ine misha isina kuvakirwa; ndichaenda kuna vane rugare, vagere zvakanaka, vose vagere vasina masvingo, vasina zvipfigiso kana masuo;
Shona SUB 2002 Bible
uchiti, ‘Ndichaenda kunyika ine misha isina kuvakirwa; ndichaenda kuna vane rugare, vagere zvakanaka, vose vagere vasina masvingo, vasina zvipfigiso kana masuwo;