Ezekiel 38:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, mŋanakomana womunhu, profita uti kunaGogi: Ɀanzi naShe Jehova: Zuʋa iro kana ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri ʋacigara ɀakanaka, ko iwe hauŋgaɀiziʋi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo, mwanakomana womunhu, profita uti kuna Gogi, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: pazuva iro, vanhu vangu vaIsraeri vava kugara zvakanaka, haungazvioni here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo, chinzwa, iwe mwanakomana womunhu chiporofita uti kuna Gogu zvanzi naTenzi Mwari. ‘Pazuva iroro vanhu vangu veIsiraeri, pavanenge vakazvigarira zvavo, uchasimuka
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, Mwanakomana womunhu, porofita uti kuna Gogi, zvanzi naIshe Jehovha, “Zuva iro kana vanhu vangu vaIsiraeri vachigara zvakanaka, ko iwe haungazvizivi here?
Shona 2009?
Naizvozvo, Mwanakomana womunhu, porofita uti kuna Gogi, zvanzi naIshe Jehovha, "Zuva iro kana vanhu vangu vaIsiraeri vachigara zvakanaka, ko iwe haungazvizivi here?
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo, Mwanakomana womunhu, porofita uti kuna Gogi, zvanzi naIshe Jehovha, “Zuva iro kana vanhu vangu VaIsiraeri vachigara zvakanaka, ko iwe haungazvizivi here?