Ezekiel 38:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iwe ucaʋuya, ucibva kuʋugaro bgako kumatiʋi okumsoro‐soro, iwe naʋanhu ʋazhinji ʋanewe, ʋose ʋakataȿa maɓiza, riri ɓoka guru nehondo inesimba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchauya uchibva kunzvimbo yako iri kumusoro chaiko, iwe nendudzi zhinji dzinewe, vose vakatasva mabhiza, vanhu vazhinji, hondo ine simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wobuda mumana rako, kubva kwokupedzesera chaiko kuchamhembe, iyewe navanhu vazhinji vaunenge unavo, vose zvavo vachange vakatasva mabhiza vari gurusvusvu guru ravanhu, hondo huru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iwe uchauya, uchibva kuugaro hwako kumativi okumusoro-soro, iwe navanhu vazhinji vanewe, vose vakatasva mabhiza, riri boka guru nehondo ine simba;
Shona 2009?
Zvino iwe uchauya, uchibva kuugaro hwako kumativi okumusoro-soro, iwe navanhu vazhinji vanewe, vose vakatasva mabhiza, riri boka guru nehondo ine simba;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iwe uchauya, uchibva kuugaro hwako kumativi okumusoro–soro, iwe navanhu vazhinji vanewe, vose vakatasva mabhiza, riri boka guru nehondo ine simba;