Ezekiel 38:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakataura negoɗo raŋgu ʋuye nomŋoto wehasha dzaŋgu, ndiciti: Ɀirokwaɀo, nezuʋa iro kuzunuŋguka kukuru kucaʋa’po panyika yaIsraeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakushingaira kwangu uye nomoto wehasha dzangu, ndinozivisa kuti panguva iyoyo pachava nokudengenyeka kukuru munyika yaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvandiri kutaura izvozvo ndiine shanje ndakaviruka nehasha nezuvaro pachaita kundengendeka kukuru munyika yeIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakataura negodo rangu uye nomoto wehasha dzangu, ndichiti, ‘Zvirokwazvo, nezuva iro kuzununguka kukuru kuchavapo panyika yaIsiraeri;
Shona 2009?
Nokuti ndakataura negodo rangu uye nomoto wehasha dzangu, ndichiti, `Zvirokwazvo, nezuva iro kuzununguka kukuru kuchavapo panyika yaIsiraeri;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakataura negodo rangu uye nomoto wehasha dzangu, ndichiti, ‘Zvirokwazvo, nezuva iro kuzununguka kukuru kuchavapo panyika yaIsiraeri;