Ezekiel 38:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndicaɀikurisa, nokuɀiita mutȿene, nokuɀiziʋisa pamberi pamarudzi mazhinji; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokudaro ndicharatidza ukuru hwangu noutsvene hwangu, uye ndichazvizivisa pamberi pendudzi zhinji. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokuratidza kwandichaita ukuru hwangu nokuera kwangu ndichiita kuti ndizivikanwe namarudzi avanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndichazvikurisa, nokuzviita mutsvene, nokuzvizivisa pamberi pamarudzi mazhinji; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona 2009?
Ini ndichazvikurisa, nokuzviita mutsvene, nokuzvizivisa pamberi pamarudzi mazhinji; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndichazvikurisa, nokuzviita mutsvene, nokuzvizivisa pamberi pamarudzi mazhinji; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”