Ezekiel 38:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gara wakaɀigadzira, ɀirokwaɀo uɀigadzire, iwe namapoka ako ose akaʋuŋgana kwauri, iwe uʋe mutuŋgamiriri waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Gadzirira; iva wakagadzirira, iwe pamwe chete navanhu vazhinji vakaungana pauri, iwe uve mukuru wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gadzirira ugare wakagadzirira iwe nehondo yevarwi yawakaunganidzana nayo, iyewe uve ndiwe wokuvachengetedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gara wakazvigadzira, zvirokwazvo uzvigadzire, iwe namapoka ako ose akaungana kwauri, iwe uve mutungamiriri wavo.
Shona 2009?
Gara wakazvigadzira, zvirokwazvo uzvigadzire, iwe namapoka ako ose akaungana kwauri, iwe uve mutungamiriri wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Gara wakazvigadzira, zvirokwazvo uzvigadzire, iwe namapoka ako ose akaungana kwauri, iwe uve mutungamiriri wavo.