Ezekiel 39:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo haʋaŋgandotori huni kusaŋgo, kana kundodzitema kumatondo, nokuti ʋacaʋesa mŋoto nenhumbi dzokurwa; ʋacaparadza ʋaiʋaparadza, nokupamba ʋaiʋapamba — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havachazounganidzi huni kubva musango kana kudzitema kumatondo, nokuti vachashandisa zvombo sehuni. Uye vachapamba vaya vakambovapamba nokuvabira vaya vakambovabira, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti havazoda huni musango kana kundodzitema musango. Moto wavo vachauvesa nezvombo zvavo izvozvo zvehondo. Vanenge votopamba vanhu vakambovapamba vachitorera zvinhu vanhu vaya vakambovatorerawo zvinhu, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo havangandotori huni kusango, kana kundodzitema kumatondo, nokuti vachavesa moto nenhumbi dzokurwa; vachaparadza vaivaparadza, nokupamba vaivapamba,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
naizvozvo havangandotori huni kusango, kana kundodzitema kumatondo, nokuti vachavesa moto nenhumbi dzokurwa; vachaparadza vaivaparadza, nokupamba vaivapamba," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo havangandotori huni kusango, kana kundodzitema kumatondo, nokuti vachavesa moto nenhumbi dzokurwa; vachaparadza vaivaparadza, nokupamba vaivapamba,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.