Ezekiel 39:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ʋanhu ʋose ʋenyika ʋacaʋaʋiga; icaʋa mbiri kwaʋari nezuʋa randicakudzwa naro — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose vomunyika vachavaviga, uye zuva rokukudzwa kwangu richava zuva ravacharangarira, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose venyika iyoyi vachavaviga zvichivawanisa mukurumbira pazuva randicharatidza mbiri yangu. Ndizvo zviri kureva Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, vanhu vose venyika vachavaviga; ichava mbiri kwavari nezuva randichakudzwa naro, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, vanhu vose venyika vachavaviga, ichava mbiri kwavari nezuva randichakudzwa naro, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, vanhu vose venyika vachavaviga; ichava mbiri kwavari nezuva randichakudzwa naro, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.