Ezekiel 39:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacatsaura ʋanhu ʋanoɓata misi yose, ʋacapota nenyika pamŋe cete naʋanopfuʋura napo, ʋaciʋiga ʋakasiyiwa pacena, kuti ʋanatse nyika; kana mŋedzi minomŋe yapera ʋacacerekedza pose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Vachapa vanhu basa rokuchenesa nyika nguva dzose. Vamwe vachapota nenyika yose uye, kubatanidza naivavo vamwe vachaviga vaya vakasiyiwa vachingova pachena. Mushure memwedzi vachazotanga kutsvaga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachatsaura varume vanoramba varipo vokuviga vanenge vasaririra pamusoro payo nyika kuitira kuti ichenurwe, mushure memwedzi minomwe iyoyo ndomavachange vachitsvaga saizvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachatsaura vanhu vanobata basa misi yose, vachapota nenyika pamwechete navanopfuura napo, vachiviga vakasiyiwa pachena, kuti vanatse nyika; kana mwedzi minomwe yapera vachacherekedza pose.
Shona 2009?
Vachatsaura vanhu vanobata basa misi yose, vachapota nenyika pamwechete navanopfuura napo, vachiviga vakasiyiwa pachena, kuti vanatse nyika; kana mwedzi minomwe yapera vachacherekedza pose.
Shona SUB 2002 Bible
Vachatsaura vanhu vanobata basa misi yose, vachapota nenyika pamwechete navanopfuura napo, vachiviga vakasiyiwa pachena, kuti vanatse nyika; kana mwedzi minomwe yapera vachacherechedza pose.