Ezekiel 39:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamona ricaʋa zita ʋo reguta. Saiɀoɀo ʋacanatsa nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve, pachava neguta rinonzi Hamona ipapo. Nokudaro vachanatsa nyika.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
(Gutawo rinonzi Mhomho richange riripowo.) Ndokuchenura kwavachaita nyika iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamoni richava zitawo reguta. Saizvozvo vachanatsa nyika.”
Shona 2009?
Hamoni richava zitawo reguta. Saizvozvo vachanatsa nyika."
Shona SUB 2002 Bible
Hamoni richava zitawo reguta. Saizvozvo vachanatsa nyika.”