Ezekiel 39:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucadya ɀakakora kuȿikira maguta, nokunwa ropa kuȿikira maɓatwa, ɀeciɓayiro candakakuɓayirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pachibayiro chandinokugadzirirai, muchadya mafuta kusvikira makorwa nawo, nokunwa ropa kusvikira madhakwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchatodya zvenyu mafuta kusvikira maguta mugonwa ropa kusvikira matoraradza pamabiko echibayiro andiri kukugadzirirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchadya zvakakora kusvikira maguta, nokunwa ropa kusvikira mabatwa, zvechibayiro chandakakubayirai.
Shona 2009?
Muchadya zvakakora kusvikira maguta, nokumwa ropa kusvikira mabatwa, zvechibayiro chandakakubayirai.
Shona SUB 2002 Bible
Muchadya zvakakora kusvikira maguta, nokunwa ropa kusvikira mabatwa, zvechibayiro chandakakubayirai.