Ezekiel 39:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaisa mbiri yaŋgu pakati pamarudzi aʋanhu, marudzi ose acaʋona kutoŋga kwandakaita, noruʋoko rwaŋgu rwandakaisa pamsoro paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndicharatidza kubwinya kwangu pakati pendudzi, uye nduzi dzose dzichaona kuranga kwandinoita noruoko rwandinoisa pamusoro pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndicharatidza mbiri yangu kumarudzi avanhu uye marudzi ose achaona kutonga kwangu kwandinenge ndaita nesimba randakasevenzesa pavari namaoko angu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichaisa mbiri yangu pakati pamarudzi avanhu, marudzi ose achaona kutonga kwandakaita, noruoko rwangu rwandakaisa pamusoro pavo.
Shona 2009?
"Ndichaisa mbiri yangu pakati pamarudzi avanhu, marudzi ose achaona kutonga kwandakaita, noruoko rwangu rwandakaisa pamusoro pavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichaisa mbiri yangu pakati pamarudzi avanhu, marudzi ose achaona kutonga kwandakaita, noruoko rwangu rwandakaisa pamusoro pavo.