Ezekiel 39:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Marudzi ose acaziʋa kuti imba yaIsraeri yakatapxa nokuɗa kweɀakaipa ɀaʋo, nokuti ʋakandiɗarikira, ndikaʋaʋanzira ciso caŋgu; naiɀoɀo ndakaʋaisa mumaʋoko aʋadziʋisi ʋaʋo, ʋakaparadzwa ʋose nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndudzi dzichaziva kuti vanhu vaIsraeri vakaenda kuutapwa nokuda kwechivi chavo, nokuti vakanga vasina kutendeka kwandiri. Saka ndakavavanzira chiso changu ndikavaisa mumaoko avavengi vavo, uye vose vakaurayiwa nomunondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Marudziwo avanhu achaziva kuti imba yaIsiraeri yakaenda kuutapwa pamusana pouipi hwavo nokuti havana kutendeka kwandiri zvokuti ndakazvivanza uso kwavari ndikavaisa mumaoko avavengi vavo ndokubva vose vaurayiwa nehondo yebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Marudzi ose achaziva kuti imba yaIsiraeri yakatapwa nokuda kwezvakaipa zvavo, nokuti vakandidarikira, ndikavavanzira chiso changu; naizvozvo ndakavaisa mumaoko avadzivisi vavo, vakaparadzwa vose nomunondo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible