Ezekiel 39:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaʋaitira ɀakafanira kusanaka kwaʋo nokuɗarika kwaʋo, ndicaʋaʋanzira ciso caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavaitira zvakafanira kusachena kwavo uye kudarika kwavo, uye ndakavavanzira chiso changu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaita kwavari maererano nokun'ora kwavo uye nokukanganisa kwavo ndikazvivanza uso kwavari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakavaitira zvakafanira kusanaka kwavo nokudarika kwavo, ndikavavanzira chiso changu.”
Shona 2009?
Ndakavaitira zvakafanira kusanaka kwavo nokudarika kwavo, ndikavavanzira chiso changu.",
Shona SUB 2002 Bible
Ndakavaitira zvakafanira kusanaka kwavo nokudarika kwavo, ndikavavanzira chiso changu.”