Ezekiel 39:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Ɀino ndicadzosa kutapxa kwaJakobo, nokunzwira imba yose yaIsraeri nyasha; ndicashiŋgairira zita raŋgu dɀene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo, zvanzi naIshe Jehovha: Zvino ndichabvisa Jakobho kubva mukutapwa uye ndichanzwira tsitsi vanhu vose veIsraeri, uye ndichashingairira zita rangu dzvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, “Zvino ndava kudzosera pakare makomborero okwaJakobho ndichiitira tsiye nyoro imba yaIsiraeri yose uye ndichaitira shanje zita rangu rinoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, “Zvino ndichadzosa kutapwa kwaJakobho, nokunzwira imba yose yaIsiraeri nyasha; ndichashingairira zita rangu dzvene.
Shona 2009?
Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, "Zvino ndichadzosa kutapwa kwaJakobho, nokunzwira imba yose yaIsiraeri nyasha; ndichashingairira zita rangu dzvene.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, “Zvino ndichadzosa kutapwa kwaJakobho, nokunzwira imba yose yaIsiraeri nyasha; ndichashingairira zita rangu dzvene.