Ezekiel 39:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋa nemhoȿa yokunyadziswa kwaʋo neyokuɗarika kwaʋo kwaʋakandiɗarikira nako, kana ʋacizogara ɀakanaka panyika yaʋo, kusina‐unozoʋatyisa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwavo kwose kwavakaratidza kwandiri pavakagara zvakanaka munyika yavo pasina aivavhundusa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwose kwavakandiitira pavachange vagara havo munyika yavo pasina chinovawana pasina anovatyityidzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo neyokudarika kwavo kwavakandidarikira nako, kana vachizogara zvakanaka munyika yavo, kusina anozovatyisa;
Shona 2009?
"Vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo neyokudarika kwavo kwavakandidarikira nako, kana vachizogara zvakanaka munyika yavo, kusina anozovatyisa;
Shona SUB 2002 Bible
“Vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo neyokudarika kwavo kwavakandidarikira nako, kana vachizogara zvakanaka munyika yavo, kusina anozovatyisa;