Ezekiel 39:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova Mŋari waʋo, ɀandakaʋatapisa pakati pamarudzi, ndikaʋaʋuŋganidzira ɀe munyika yaʋo; handiŋgatoŋgozosiyi mumŋe waʋo’po;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, nokuti kunyange ndakavadzingira kuutapwa pakati pendudzi, ndichavaunganidza munyika yavo, pasina wandinosiya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi, Mwari wavo nokuti ndakambovaendesa kuutapwa pakati pamarudzi acho ndikabva ndazovakokorodza munyika yavo chaiyo. Hapana wandichasiya ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, zvandakavatapisa pakati pamarudzi, ndikavaunganidzirazve munyika yavo; handingatongozosiyi mumwe wavopo;
Shona 2009?
"Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, zvandakavatapisa pakati pamarudzi, ndikavaunganidzirazve munyika yavo; handingatongozosiyi mumwe wavopo;
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, zvandakavatapisa pakati pamarudzi, ndikavaunganidzirazve munyika yavo; handingatongozosiyi mumwe wavopo;