Ezekiel 39:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicatuma mŋoto kunaMagogi, nokunaʋagere ɀakanaka paɀiwi; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichatuma moto pamusoro paMagogi uye napamusoro pavagere zvakanaka muzviwi, uye vachaziva kuti ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichatumira moto kuna Magogu nokuvanhu vakazvigarira havo munyika dzokumahombekombe kwegungwa. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichatuma moto kuna Magogi, nokuna vagere zvakanaka pazvivi; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.
Shona 2009?
Ndichatuma moto kuna Magogi, nokuna vagere zvakanaka pazviwi; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichatuma moto kuna Magogi, nokuna vagere zvakanaka pazvivi; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.