Ezekiel 39:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaziʋisa zita raŋgu dɀene pakati paʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri; handicatenderi kuti zita raŋgu dɀene rimhurwe; marudzi aʋanhu acaziʋa kuti ndini Jehova, iye Mutȿene waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Ndichazivisa zita rangu dzvene pakati pavanhu vangu vaIsraeri. Handichazobvumiri kuti zita rangu dzvene risvibiswe, uye ndudzi dzichaziva kuti ini Jehovha ndini mutsvene woga waIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zita rangu rinoera, ndichaita kuti riziikanwe pakati pavanhu vangu vaIsiraeri. Handizorega zita rangu richin'oreswa zvakare. Ipapo marudzi ndipo paachaziva kuti ndini Tenzi, Anoera muIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichazivisa zita rangu dzvene pakati pavanhu vangu vaIsiraeri; handichatenderi kuti zita rangu dzvene rimhurwe; marudzi avanhu achaziva kuti ndini Jehovha, iye Mutsvene waIsiraeri.”
Shona 2009?
Ndichazivisa zita rangu dzvene pakati pavanhu vangu vaIsiraeri; handichatenderi kuti zita rangu dzvene rimhurwe; marudzi avanhu achaziva kuti ndini Jehovha, iye Mutsvene waIsiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichazivisa zita rangu dzvene pakati pavanhu vangu VaIsiraeri; handichatenderi kuti zita rangu dzvene rimhurwe; marudzi avanhu achaziva kuti ndini Jehovha, iye Mutsvene waIsiraeri.”