Ezekiel 4:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀokudya ɀako ɀaunofanira kudya, ɀicayerwa kurema kwaɀo, mashekeri anamakumi maʋiri nezuʋa rimŋe nerimŋe; ucaɀidya ŋguʋa neŋguʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyere mashekeri makumi maviria ezvokudya kuti udye zuva rimwe nerimwe uye udye nenguva dzakatarwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chokudya chauchadya iwe pazuva chinofanira kunge chichirema mazana maviri amagiramu ana magiramu makumi matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvokudya zvako zvaunofanira kudya, zvichayerwa kurema kwazvo, mashekeri ana makumi maviri nezuva rimwe nerimwe; uchazvidya nguva nenguva.
Shona 2009?
Zvokudya zvako zvaunofanira kudya, zvichayerwa kurema kwazvo, mashekeri ana makumi maviri nezuva rimwe nerimwe; uchazvidya nguva nenguva.
Shona SUB 2002 Bible
Zvokudya zvako zvaunofanira kudya, zvichayerwa kurema kwazvo, mashekeri ana makumi maviri nezuva rimwe nerimwe; uchazvidya nguva nenguva.