Ezekiel 4:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kunwa ʋo mvura yakayerwa, cecitanhatu cehini; ucainwa ŋguʋa neŋguʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve, uyere chetanhatu chehinib yemvura ugoinwa nenguva dzakatarwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo mvura yako yokunwa inenge ichitoitwa zvokuyerwa. Unofanira kunwa magirazi emvura maviri kamwechete pazuva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kunwawo mvura yakayerwa, chechitanhatu chehini; uchainwa nguva nenguva.
Shona 2009?
Unofanira kumwawo mvura yakayerwa, chechitanhatu chehini; uchaimwa nguva nenguva.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kunwawo mvura yakayerwa, chechitanhatu chehini; uchainwa nguva nenguva.