Ezekiel 4:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati: Haiwa, Ishe Jehova! Tarirai mŋeya waŋgu hauna‐kumboȿiɓiswa; nokuti kubva paʋuɗuku bgaŋgu kuȿikira ɀino, handina‐kumbodya cakafa coga, kana cakaʋurawa neɀikara, nenyama inonyaŋgadza haina‐kumbopinda mumuromo maŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakati, “Kwete, Ishe Jehovha! Handina kumbozvisvibisa. Kubva pauduku hwangu kusvikira zvino handina kumbodya chinhu chipi zvacho chakawanikwa chakafa kana chakabvamburwa nezvikara. Hapana nyama yakasvibiswa yakambopinda mumukanwa mangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndikati, “Aa-a nhai Tenzi Mwari! Zvamunoona handisati ndambozvin'oresa kubvira pauduku hwangu kusvikira pari zvino. Handisati ndambodya chakafa choga kana chakaita zvokubvamburwa-bvamburwa nezvikara kana zvako kuisa mukanwa mangu'mu nyama yakaipa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndikati, “Aiwa, Ishe Jehovha! Tarirai mweya wangu hauna kumbosvibiswa; nokuti kubva pauduku hwangu kusvikira zvino, handina kumbodya chakafa choga, kana chakaurawa nezvikara, nenyama yakan'ora haina kumbopinda mumuromo mangu.”
Shona 2009?
Ipapo ndikati, "Aiwa, Ishe Jehovha! Tarirai mweya wangu hauna kumbosvibiswa; nokuti kubva pauduku hwangu kusvikira zvino, handina kumbodya chakafa choga, kana chakaurawa nezvikara, nenyama yakan'ora haina kumbopinda mumuromo mangu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndikati, “Aiwa, Ishe Jehovha! Tarirai mweya wangu hauna kumbosvibiswa; nokuti kubva pauduku hwangu kusvikira zvino, handina kumbodya chakafa choga, kana chakaurayiwa nezvikara, nenyama yakan'ora haina kumbopinda mumuromo mangu.”