Ezekiel 4:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋashaiwe ɀokudya nemvura, ʋavunduke mumŋe nomumŋe, ʋapere muɀakaipa ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti zvokudya nemvura zvichashayikwa. Mumwe achavhunduka achiona mumwe uye vachaonda nokuda kwechivi chavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichaiita izvozvo nokuti chokudya chavo nemvura zvichava zvishomashoma. Vachatarisana vagodumbirwa navo vagoperezeka nechirango chavo ichocho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vashayiwe zvokudya nemvura, vavhunduke mumwe nomumwe, vapere muzvakaipa zvavo.”
Shona 2009?
kuti vashayiwe zvokudya nemvura, vavhunduke mumwe nomumwe, vavore muzvakaipa zvavo."
Shona SUB 2002 Bible
kuti vashayiwe zvokudya nemvura, vavhunduke mumwe nomumwe, vapere muzvakaipa zvavo.”