Ezekiel 4:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana wapedza mazuʋa awa, uʋate pasi norutiʋi rwako rworudyi, kuti utakure ɀakaipa ɀeimba yaJuda; ndakakutarira mazuʋa anamakumi manna, zuʋa rimŋe nerimŋe rifananidze gore.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana uchinge wapedza izvi, uvatezve pasi, panguva ino, norutivi rwako rworudyi, ugotakura chivi cheimba yaJudha. Ndakakutarira mazuva makumi mana, zuva rimwe pagore roga roga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana wapedza mazuva iwaya, unofanira kuvata kechipiri nokurudyi kwako utakure chirango chevemba yokwaJudha. Ndinokutemera makumi mana amazuva, zuva richimiririra gore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana wapedza mazuva awa, uvate pasi norutivi rwako rworudyi, kuti utakure zvakaipa zveimba yaJudha; ndakakutarira mazuva ana makumi mana, zuva rimwe nerimwe rifananidze gore.
Shona 2009?
Zvino kana wapedza mazuva awa, uvate pasi norutivi rwako rworudyi, kuti utakure zvakaipa zveimba yaJudha; ndakakutarira mazuva ana makumi mana, zuva rimwe nerimwe rifananidze gore.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana wapedza mazuva awa, uvate pasi norutivi rwako rworudyi, kuti utakure zvakaipa zveimba yaJudha; ndakakutarira mazuva ana makumi mana, zuva rimwe nerimwe rifananidze gore.