Ezekiel 4:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndinokusuŋga neɀisuŋgo, urege kushandukurira kunorumŋe rutiʋi, kuȿikira wapedza mazuʋa okukomba kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakusunga netambo kuitira kuti ukonewe kutendeukira kune rumwe rutivi uchibva kune rumwe kusvikira wapedza mazuva okukomba kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Zvino chiteerera unzwe, ndichakusunga mbira dzakondo netambo zvokuti unotadza kupindukira kune rimwe divi kudzamara nguva yako yokukombwa yapera.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarira, ndinokusunga nezvisungo, urege kutendeukira kuno rumwe rutivi, kusvikira wapedza mazuva okukomba kwako.
Shona 2009?
"Tarira, ndinokusunga nezvisungo, urege kutendeukira kuno rumwe rutivi, kusvikira wapedza mazuva okukomba kwako.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarira, ndinokusunga nezvisungo, urege kutendeukira kuno rumwe rutivi, kusvikira wapedza mazuva okukomba kwako.