Ezekiel 40:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kawkaŋga kunorumhanda pamberi pamakamuri, rwakaita kubiti rimŋe necoʋuno, norumhanda rwakaita kubiti rimŋe neceseri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamberi pekamuri rimwe nerimwe pakanga pana madziro akareba kubhiti rimwe chete, uye makamuri akanga ana makubhiti matanhatu akaenzana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paiva nechokudzivirira nacho mberi kwedzimba dzomumativi idzodzo divi rimwe nerimwe richiita hafu yemita. Dzimba idzi dzaiva namativi akaenzana dzichiita mamita matatu rutivi rwega rwega.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwakanga kuno rumhanda pamberi pamakamuri, rwakaita mita rimwe nechemberi, norumhanda rwakaita mita rimwe necheseri.
Shona 2009?
Kwakanga kuno rumhanda pamberi pamakamuri, rwakaita mita rimwe nechemberi, norumhanda rwakaita mita rimwe necheseri.
Shona SUB 2002 Bible
Kwakanga kuno rumhanda pamberi pamakamuri, rwakaita mita rimwe nechemberi, norumhanda rwakaita mita rimwe necheseri.