Ezekiel 40:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumakamuri makaŋga munamawindi akapfigwa, nomumbiru dzawo mukati mesuʋo kumatiʋi ose, saiɀoɀo ʋo pamaɓiraʋira; mawindi akaŋga ari’po ʋo kumatiʋi ose necomukati; pambiru imŋe neimŋe pakaŋga panemiti yemicindwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makamuri namasvingo aionekwa omukati mesuo akanga akavharirwa nechidziro namawindo maduku akapoteredza, sezvakanga zvakaita pabiravira; napamawindo akapoteredza akatarisa nechomukati; mberi kwamasvingo kwakanga kwakashongedzwa nemiti yemichindwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nechomukati meSuo Guru kutenderera maiva namahwindo nechomukatiwo mekamba kapaSuo Guru ipapo maiva namahwindo uye pamagwatidziro acho pakanga paine mifananidzo yemirara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumakamuri makanga muna mahwindo akapfigwa, nomumbiru dzawo mukati mesuo kumativi ose, saizvozvowo pamabiravira; mahwindo akanga aripowo kumativi ose nechomukati; pambiru imwe neimwe pakanga pane miti yemichindwe.
Shona 2009?
Mumakamuri makanga muna mahwindo akapfigwa, nomumbiru dzawo mukati mesuo kumativi ose, saizvozvowo pamabiravira; mahwindo akanga aripowo kumativi ose nechomukati; pambiru imwe neimwe pakanga pane miti yemichindwe.
Shona SUB 2002 Bible
Mumakamuri makanga muna mahwindo akapfigwa, nomumbiru dzawo mukati mesuwo kumativi ose, saizvozvowo pamabiravira; mahwindo akanga aripowo kumativi ose nechomukati; pambiru imwe neimwe pakanga pane miti yemichindwe.