Ezekiel 40:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakayera ʋupamhi kubva pamberi pesuʋo rapazasi kuȿikira kunze pamberi poruʋazhe rwomukati, ɀikaita makubiti aneɀana, kurutiʋi rwamabvazuʋa nokurutiʋi rwokumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akayera nhambwe kubva nechomukati kwerutivi rwesuo rezasi kusvikira kunze kworuvazhe rwomukati; rwakanga runa makubhiti zana nechokumabvazuva, uye nechokumusorowo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazoera chinhambwe chinotangira nechomukati kumberi kweSuo Guru rezasi kusvikira kumberi kwenhandare yomukati pakaita makumi mashanu amamita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakayera hupamhi kubva pamberi pesuo rapazasi kusvikira kunze pamberi poruvanze rwomukati, zvikaita mamita ane zana, kurutivi rwamabvazuva nokurutivi rwokumusoro.
Shona 2009?
Zvino wakayera hupamhi kubva pamberi pesuo rapazasi kusvikira kunze pamberi poruvanze rwomukati, zvikaita mamita ane zana, kurutivi rwamabvazuva nokurutivi rwokumusoro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakayera hupamhi kubva pamberi pesuwo rapazasi kusvikira kunze pamberi poruvanze rwomukati, zvikaita mamita ane zana, kurutivi rwamabvazuva nokurutivi rwokumusoro.