Ezekiel 40:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɓiraʋira aro akaŋga akatarira kuruʋazhe rwokunze; kwakaŋga kunemicindwe pambiru dzaro; cikwiriso caro cakaŋga cineɀikwiriso ɀisere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Biravira raro rakanga rakatarisana noruvazhe rwokunze; yemichindwe yakanga yakashongedza mbiru dzaro, uye zvikwiriso zvisere ndizvo zvaisvitsa ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze, pamagwatidziro aro paine mifananidzo yemirara. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mabiravira aro akanga akatarira kuruvanze rwokunze; kwakanga kune michindwe pambiru dzaro; chikwiriso charo chakanga chine kwiriso zvisere.
Shona 2009?
Mabiravira aro akanga akatarira kuruvanze rwokunze; kwakanga kune michindwe pambiru dzaro; chikwiriso charo chakanga chine zvikwiriso zvisere.
Shona SUB 2002 Bible
Mabiravira aro akanga akatarira kuruvanze rwokunze; kwakanga kune michindwe pambiru dzaro; chikwiriso charo chakanga chine kwiriso zvisere.