Ezekiel 40:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwakaŋga kunamatafura manna kurutiʋi rwoʋuno, namatafura manna kurutiʋi rweseri, kurutiʋi rwesuʋo, matafura masere paiɓayirwa ɀiɓayiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka kwakanga kuna matafura mana parutivi rwesuo uye mamwezve mana kuno rumwe rutivi, matafura masere munzvimbo dzose, pakanga pachiurayirwa zvibayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaiva namateburu mana mukati macho namateburu manawo nechokunze kudivi rimwe reSuo Guru. Ose pamwechete aiva mateburu masere pakanga pachiurayirwa zvibayiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwakanga kuna matafura mana kune rumwe rutivi, namatafura mana kurutivi rweseri, kurutivi rwesuo, matafura masere paibayirwa zvibayiro.
Shona 2009?
Kwakanga kuna matafura mana kune rumwe rutivi, namatafura mana kurutivi rweseri, kurutivi rwesuo, matafura masere paibayirwa zvibayiro.
Shona SUB 2002 Bible
Kwakanga kuna matafura mana kune rumwe rutivi, namatafura mana kurutivi rweseri, kurutivi rwesuwo, matafura masere paibayirwa zvibairo.