Ezekiel 40:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kamuri, rakatarira kurutiʋi rwokumsoro, nderaʋaprista, ʋaceŋgeti ʋeɓasa reartari; ndiʋo ʋanakomana ʋaZadoki, ʋanobva pakati paʋanakomana ʋaRevi, ʋacisweɗera kunaJehova kuzomushumira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kamuri rakatarisa kumusoro nderavaprista vanochengeta aritari. Ava ndivo vana vaZadhoki, vanova ndivo vaRevhi chete vangaswedera pedyo naJehovha kuti vashumire pamberi pake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imbawo iyo yakatarisa kuchamhembe, ndeyavapristi vebasa rokuona nezveatari, ivava ava ndovanakomana vokwaZadhoki, ndivo voga pakati pavanakomana vokwaRevhi vangaswedere kuna Tenzi kuzomushandira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kamuri, rakatarira kurutivi rwokumusoro, nderavapristi, vachengeti vebasa rearitari; ndivo vanakomana vaZadhoki, vanobva pakati pavanakomana vaRevhi, vachiswedera kuna Jehovha kuzomushumira.”
Shona 2009?
kamuri, rakatarira kurutivi rwokumusoro, nderavaprista, vachengeti vebasa rearitari; ndivo vanakomana vaZadhoki, vanobva pakati pavanakomana vaRevi vachaswedera kuna Jehovha kuzomushumira."
Shona SUB 2002 Bible
kamuri, rakatarira kurutivi rwokumusoro, nderavapristi, vachengeti vebasa reatari; ndivo vanakomana vaZadhoki, vanobva pakati pavanakomana vaRevhi, vachiswedera kuna Jehovha kuzomushumira.”