Ezekiel 40:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akayera ɓiraʋira resuʋo, ɀikaita makubiti masere, nembiru dzaro, makubiti maʋiri; ɓiraʋira resuʋo rakaŋga riri kurutiʋi rweimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
rakanga rakadzika kwamakubhiti masere uye mbiru dzacho makubhiti maviri paukobvu. Biravira resuo rakanga rakanangana netemberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Magwatidziro acho rimwe nerimwe raiita mita imwechete izvozvo kamba keSuo Guru kakanga kari mukati kwokupedzesera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akayera biravira resuo, zvikaita mamita masere, nembiru dzaro, mamita maviri; biravira resuo rakanga riri kurutivi rweimba.
Shona 2009?
Ipapo akayera biravira resuo, zvikaita mamita masere, nembiru dzaro, mamita maviri; biravira resuo rakanga riri kurutivi rweimba.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akayera biravira resuwo, zvikaita mamita masere, nembiru dzaro, mamita maviri; biravira resuwo rakanga riri kurutivi rweimba.