Ezekiel 41:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati pamakamuri paiʋa nenɀimbo yakaita makubiti anamakumi maʋiri yaipoteredza imba kumatiʋi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye makamuri avaprista aisvika makubhiti makumi maviri paupamhi achipoteredza temberi kumativi ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nedzimba dzomunhandare yakanga ichiita gumi ramamita kumativi ose eTemberi kuitenderera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pamakamuri paiva nenzvimbo yakaita mamita ana makumi maviri yaipoteredza imba kumativi ose.
Shona 2009?
Pakati pamakamuri paiva nenzvimbo yakaita mamita ana makumi maviri yaipoteredza imba kumativi ose.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pamakamuri paiva nenzvimbo yakaita mamita ana makumi maviri yaipoteredza imba kumativi ose.