Ezekiel 41:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imba yakaŋga iri pamberi penɀimbo, yaiʋa yoga kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, yakaita makubiti makumi manomŋe paʋupamhi bgayo; cidziro ceimba kumatiʋi ose cakaita makubiti mashanu paʋukobvu, namakubiti makumi mapfumbamŋe pakureɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imba yakatarisana noruvazhe rwetemberi nechokumavirira yaisvika makubhiti makumi manomwe paupamhi. Madziro eimba akanga ana makubhiti mashanu paukobvu kumativi ose, uye urefu hwawo hwaisvika makubhiti makumi mapfumbamwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imba yaive iri kumadokero yakanga yakatarisana nenhandare yeTemberi yaiva iri makumi matatu amamita ana mamita mashanu upamhi. Chidziro chemba iyoyo chakanga chiine ukobvu hunoita mamita maviri ane hafu. Kureba kwayo kwakanga kuchiita makumi mana amamita ana mamita mashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imba yakanga iri pamberi penzvimbo, yaiva yoga kurutivi rwamavirazuva, yakaita mamita makumi manomwe paupamhi hwayo; chidziro cheimba kumativi ose chakaita mamita mashanu paukobvu, namamita makumi mapfumbamwe pakureba.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible