Ezekiel 41:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo akayera imba, ikaita makubiti anezana pakureɓa; ʋuye nɀimbo yaiʋa yoga, neimba namadziro ayo, ɀikaita makubiti anezana pakureɓa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akayera temberi; yakanga ina makubhiti zana pakureba, uye ruvazhe rwetemberi neimba namadziro ayo yaivawo namakubhiti zana pakureba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaerawo Temberi ikaita mamita makumi mashanu kureba uye nhandare neimba yacho iyoyo namadziro ayo zvikaitawo makumi mashanu amamita kureba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo akayera imba, ikaita mamita ane zana pakureba; uye nzvimbo yaiva yoga, neimba namadziro ayo, zvikaita mamita ane zana pakureba;
Shona 2009?
Saizvozvo akayera imba, ikaita mamita ane zana pakureba; uye nzvimbo yaiva yoga, neimba namadziro ayo, zvikaita mamita ane zana pakureba;
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo akayera imba, ikaita mamita ane zana pakureba; uye nzvimbo yaiva yoga, neimba namadziro ayo, zvikaita mamita ane zana pakureba;