Ezekiel 41:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye ʋupamhi bgeimba necemberi kwayo, nokwenɀimbo yaiʋa yoga kurutiʋi rwamabvazuʋa, ɀikaita makubiti anezana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Upamhi hworuvazhe rwetemberi nechokumabvazuva, zvichibatana nemberi kwetemberi, hwaisvika makubhiti zana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaerawo upamhi hwokumberi kweTemberi iyoyo kumabvazuva nenhandare zvikaita makumi mashanu amamita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye hupamhi hweimba nechemberi kwayo, nokwenzvimbo yaiva yoga kurutivi rwamabvazuva, zvikaita mamita ane zana.
Shona 2009?
uye hupamhi bweimba nechemberi kwayo, nokwenzvimbo yaiva yoga kurutivi rwamabvazuva, zvikaita mamita ane zana.
Shona SUB 2002 Bible
uye hupamhi hweimba nechemberi kwayo, nokwenzvimbo yaiva yoga kurutivi rwamabvazuva, zvikaita mamita ane zana.