Ezekiel 41:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neɀikumbaridzo, namawindi akaŋga akapfigwa, namaɓiraʋira akapoteredza makamuri matatu akaturikidzwa, akatarisana necikumbaridzo, akaŋga akaroʋerwa matanda kumatiʋi ose, kubva pasi kuȿikira kumawindi, (asi mawindi akaŋga akafukidzwa),
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamwe chetewo napazvikumbaridzo uye napamawindo maduku napadzimba dzokuratidzira zvose zviri zvitatu, zvinhu zvose zvaiva seri nechikumbaridzowo, zvakanga zvakafukidzwa namapuranga. Uriri, madziro kusvika pamawindo, namawindo zvakanga zvakafukidzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvakanga zvakaroverwa namapuranga. Dzose dziri nhatu kutenderedza dzaive namahwindo asingazaruki. Temberi iyoyi, kumusuo kwacho kwakanga kwakanzi chechetere namapango akavezwa, kubvira pasi payo kusvikira mumahwindo. (Izvozvo mahwindo akanga akadzivirwa)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nezvikumbaridzo, namahwindo akanga akapfigwa, namabiravira akapoteredza makamuri matatu akaturikidzwa, akatarisana nechikumbaridzo, akanga akaroverwa matanda kumativi ose, kubva pasi kusvikira kumahwindo, asi mahwindo akanga akafukidzwa,
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible