Ezekiel 41:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo kwakaŋga kuneciso comunhu cakatarira kumucindwe kurutiʋi rumŋe, neciso ceshumba ɗuku cakatarira kumucindwe kunorumŋe rutiʋi; ndiɀo ɀaɀakaŋga ɀakaitwa paimba yose kumatiʋi ose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
chiso chomunhu chakatarisana nomuti womuchindwe kuno rumwe rutivi uye kuno rumwe rutivi chiso cheshumba chakananganavo nomuti womuchindwe uri kuno rumwe rutivi. Zvakanga zvakavezwa pamativi ose etemberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uso hwomunhu hwaiva hwakatarisa kunerimwe divi kumurara uya, uso hweshumba ichiri kuzvinzwa hwaive kumiti yomurara. Mifananidzo yacho yaiva yakavezerwa paTemberi yose iyoyo kuitenderera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo kwakanga kune chiso chomunhu chakatarira kumuchindwe kurutivi rumwe, nechiso cheshumba duku chakatarira kumuchindwe kuno rumwe rutivi; ndizvo zvazvakanga zvakaitwa paimba yose kumativi ose;
Shona 2009?
naizvozvo kwakanga kune chiso chomunhu chakatarira kumuchindwe kurutivi rumwe, nechiso cheshumba duku chakatarira kumuchindwe kuno rumwe rutivi; ndizvo zvazvakanga zvakaitwa paimba yose kumativi ose;
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo kwakanga kune chiso chomunhu chakatarira kumuchindwe kurutivi rumwe, nechiso cheshumba duku chakatarira kumuchindwe kuno rumwe rutivi; ndizvo zvazvakanga zvakaitwa paimba yose kumativi ose;