Ezekiel 41:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋupamhi bgomukoʋa bgakaita makubiti anegumi; matiʋi omukoʋa akaita makubiti mashanu kurutiʋi rumŋe, namakubiti mashanu kunorumŋe rutiʋi; akayera kureɓa kwaɀo, ɀikaita makubiti makumi manna, noʋupamhi makubiti makumi maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukova wacho wakanga una makubhiti gumi paupamhi, uye madziro aionekera kurutivi rumwe norumwe rwawo akanga ana makubhiti mashanu paupamhi. Iye akayerawo nzvimbo tsvene yokunze; yakanga yakareba makubhiti makumi mana uye makubhiti makumi maviri paupamhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kufara kwomusuo iwoyo kwakaita mamita mashanu uye madziro omumativi mepamusuo ipapo achisvitsawo mamita maviri ane hafu uku nouku. Akaerawo kureba kwezimba iroro kukasvika makumi maviri amamita, upamhi hwaro huchiita gumi ramamita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Upamhi hwomukova hwakaita mamita ane gumi; mativi omukova akaita mamita mashanu kurutivi rumwe, namamita mashanu kuno rumwe rutivi; akayera kureba kwazvo, zvikaita mamita makumi mana, noupamhi mamita makumi maviri.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible