Ezekiel 41:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana iri tembere, mbiru dzemikoʋa dzakaŋga dzinamatiʋi manna akaenzana; kana iri nɀimbo tȿene pamberi payo yakaŋga yakafanana netembere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzvimbo tsvene yokunze yakanga ine magwatidziro omukova ana mativi mana akaenzana, uye duku racho ndiro rakanga riri mberi kweNzvimbo Tsvene-tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Magwatidziro apamusuo pezimba riya aiva akangoenzana mativi ose ari mana. Pamberi peNzvimbo Inoera paiva nechimwe
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana iri temberi, mbiru dzemikova dzakanga dzina mativi mana akaenzana; kana iri nzvimbo tsvene pamberi payo yakanga yakafanana netemberi.
Shona 2009?
Kana iri temberi, mbiru dzemikova dzakanga dzina mativi mana akaenzana; kana iri nzvimbo tsvene pamberi payo yakanga yakafanana netemberi.
Shona SUB 2002 Bible
Kana iri temberi, mbiru dzemikova dzakanga dzina mativi mana akaenzana; kana iri nzvimbo tsvene pamberi payo yakanga yakafanana netemberi.