Ezekiel 41:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Artari yakaŋga yakaʋezwa namatanda, yakaȿika makubiti matatu pakukwirira kwayo, nokureɓa kwayo makubiti maʋiri; makona ayo, nokureɓa kwayo, namadziro ayo, ɀakaŋga ɀakaʋezwa namatanda; akati kwandiri: Iri ndiro tafura riri pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakanga pane aritari yakavezwa namatanda yaisvika makubhiti matatu pakukwirira kwayo uye yakaenzana urefu noupamhi makubhiti maviri; makona ayo, pasi payo namativi ayo, akanga ari matanda. Munhu uya akati kwandiri, “Iri ndiro tafura riri pamberi paJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chinomiririra atari yamapango yaiita mita imwechete nehafu kureba kuenda mudenga upamhi hwacho huri mita imwechete. Kona dzacho nechigadzikiro chazvo namadziro ayo akanga ari omuti. Akati kwandiri, “Ino iyi ndiyo teburu iri pana Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aritari yakanga yakavezwa namatanda, yakasvika mamita matatu pakukwirira kwayo, nokureba kwayo mamita maviri; makona ayo, nokureba kwayo, namadziro ayo, zvakanga zvakavezwa namatanda; akati kwandiri, “Iri ndiro tafura riri pamberi paJehovha.”
Shona 2009?
Aritari yakanga yakavezwa namatanda, yakasvika mamita matatu pakukwirira kwayo, nokureba kwayo mamita maviri; makona ayo, nokureba kwayo, namadziro ayo, zvakanga zvakavezwa namatanda; akati kwandiri, "Iri ndiro tafura riri pamberi paJehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Aritari yakanga yakavezwa namatanda, yakasvika mamita matatu pakukwirira kwayo, nokureba kwayo mamita maviri; makona ayo, nokureba kwayo, namadziro ayo, zvakanga zvakavezwa namatanda; akati kwandiri, “Iri ndiro tafura riri pamberi paJehovha.”