Ezekiel 41:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akayera kureɓa kwawo ɀikaita makubiti makumi maʋiri, noʋupamhi, makubiti makumi maʋiri pamberi petembere; akati kwandiri: Iyi ndiyo nɀimbo tȿene‐tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akayera urefu hwenzvimbo tsvene yomukati; yakanga ina makubhiti makumi maviri, uye upamhi hwayo hwaiva makubhiti makumi maviri zvichiyambukira kumagumo okunze kwenzvimbo tsvene. Akati kwandiri, “Iyi ndiyo Nzvimbo Tsvene-tsvene.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaerawo kureba kwemba iyoyi ikaita gumi remamita kufara kukaitawo gumi ramamita mukati mezimba guru riya. Ndokubva iye anditi, “Ino iyi ndiyo Nzvimbo Inoeresesa yacho.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akayera kureba kwawo zvikaita mamita makumi maviri, nohupamhi, mamita makumi maviri pamberi petemberi; akati kwandiri, “Iyi ndiyo nzvimbo tsvene-tsvene.”
Shona 2009?
Akayera kureba kwawo zvikaita mamita makumi maviri, nohupamhi, mamita makumi maviri pamberi petemberi; akati kwandiri, "Iyi ndiyo nzvimbo tsvene-tsvene."
Shona SUB 2002 Bible
Akayera kureba kwawo zvikaita mamita makumi maviri, nohupamhi, mamita makumi maviri pamberi petemberi; akati kwandiri, “Iyi ndiyo nzvimbo tsvene–tsvene.”