Ezekiel 41:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋukobvu bgecidziro camakamuri okumatiʋi necokunze, bgakaita makubiti mashanu; saiɀoɀo ʋo nɀimbo, yakasiyiwa, yaiʋa yamakamuri okumatiʋi eimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madziro okunze emakamuri okumativi aiva noukobvu hwaisvika makubhiti mashanu. Nzvimbo yakashama yakanga iri pakati pamakamuri okumativi etemberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ukobvu hwechidziro chokunze kwedzimba idzodzo dzomumativi hwaiita mamita maviri nehafu. Paivawo nepamwe pakanga pasina chinhu pakati pedzimba idzodzo neTemberi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ukobvu hwechidziro chamakamuri okumativi nechokunze, hwakaita mamita mashanu; saizvozvowo nzvimbo, yakasiyiwa, yaiva yamakamuri okumativi eimba.
Shona 2009?
Ukobvu bwechidziro chamakamuri okumativi nechokunze, hwakaita mamita mashanu; saizvozvowo nzvimbo, yakasiyiwa, yaiva yamakamuri okumativi eimba.
Shona SUB 2002 Bible
Ukobvu hwechidziro chamakamuri okumativi nechokunze, hwakaita mamita mashanu; saizvozvowo nzvimbo, yakasiyiwa, yaiva yamakamuri okumativi eimba.