Ezekiel 42:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakandiɓuɗisira kuruʋazhe rwokunze, nenzira inoenda kurutiʋi rwokumsoro; akandiisa mukamuri rakatarisana nenɀimbo yaiʋa yoga, yakaŋga yakatarisana neimba kurutiʋi rwokumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo munhu uya akanditungamirira nechokumusoro nechomukati moruvazhe rwokunze ndokundiendesa kumakamuri akanga akatarisana noruvazhe rwetemberi uye pakatarisana namadziro okunze kurutivi rwokumusoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazondiburitsamo akanditungamirira munhandare yomukati nechokuchamhembe. Akandiunza kudzimba dzaiva dzakatarisana nenhandare yeTemberi dzakatarisanawo nemba iri nechokuchamhembe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akandibudisira kuruvanze rwokunze, nenzira inoenda kurutivi rwokumusoro; akandiisa mukamuri rakatarisana nenzvimbo yaiva yoga, yakanga yakatarisana neimba kurutivi rwokumusoro.
Shona 2009?
Zvino akandibudisira kuruvanze rwokunze, nenzira inoenda kurutivi rwokumusoro; akandiisa mukamuri rakatarisana nenzvimbo yaiva yoga, yakanga yakatarisana neimba kurutivi rwokumusoro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akandibudisira kuruvanze rwokunze, nenzira inoenda kurutivi rwokumusoro; akandiisa mukamuri rakatarisana nenzvimbo yaiva yoga, yakanga yakatarisana neimba kurutivi rwokumusoro.