Ezekiel 42:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzira yakaŋga iri pamberi pawo yakaŋga yakafanana nenzira yamakamuri okurutiʋi rwokumsoro; seɀakaŋga ɀakaita kureɓa kwawo, ndiɀo ɀakaŋga ɀakaita ʋupamhi bgawo; pokuɓuɗa pawo pose pakaŋga pakafanana nokuroŋgerwa kwawo nemikoʋa yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nenzvimbo yokufamba nayo nechemberi kwawo. Aya akanga akafanana namakamuri okumusoro; akanga akaenzana pakureba noupamhi, akanga akafanana pokubuda napo uye nokuyerwa kwawo. Sezvakanga zvakaita makonhi okumusoro
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzakanga dzakafanana nedzimba dziya dzaiva kuchamhembe, urefu hwadzo noupamhi hwadzo hwakaenzana, nemokubuda namo makangofanana, uyewo namamiriro acho namagonhi adzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzira yakanga iri pamberi pawo yakanga yakafanana nenzira yamakamuri okurutivi rwokumusoro; sezvakanga zvakaita kureba kwawo, ndizvo zvakanga zvakaita upamhi hwawo; pokubuda pawo pose pakanga pakafanana nokurongerwa kwawo nemikova yawo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible