Ezekiel 42:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati apedza kuyera imba yomukati, akandiɓuɗisa nenzira yesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa, akapayera kumatiʋi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati apedza kuyera zvakanga zviri mukati metemberi, akandibudisa kunze nechokusuo rokumabvazuva ndokubva ayera nzvimbo yacho yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti zvino apedza kuera nzvimbo yomukati meTemberi, akandiburitsa nokuSuo Guru raiva rakatarisa kumabvazuva akabva aera nzvimbo yeTemberi kuitenderera nharaunda iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati apedza kuyera imba yomukati, akandibudisa nenzira yesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva, akapayera kumativi ose.
Shona 2009?
Zvino akati apedza kuyera imba yomukati, akandibudisa nenzira yesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva, akapayera kumativi ose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati apedza kuyera imba yomukati, akandibudisa nenzira yesuwo rakatarira kurutivi rwamabvazuva, akapayera kumativi ose.