Ezekiel 42:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akayera kurutiʋi rwamabvazuʋa norutsaŋga rwokuyera narwo, ɀikaita tsaŋga dzinamazana mashanu, norutsaŋga rwokuyera narwo kumatiʋi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akayera rutivi rwokumabvazuva netsvimbo yokuyeresa; yakanga ina makubhiti mazana mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaera kumabvazuva ikoko norutsanga rwuya rwokueresa narwo kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akayera kurutivi rwamabvazuva norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu, norutsanga rwokuyera narwo kumativi ose.
Shona 2009?
Akayera kurutivi rwamabvazuva norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu, norutsanga rwokuyera narwo kumativi ose.
Shona SUB 2002 Bible
Akayera kurutivi rwamabvazuva norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu, norutsanga rwokuyera narwo kumativi ose.