Ezekiel 42:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akayera kurutiʋi rwezasi norutsaŋga rwokuyera narwo, ɀikaita tsaŋga dzinamazana mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akayerawo rutivi rwezasi; rwakanga runa makubhiti mazana mashanu nechiyero chetsvimbo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatendeuka akaera kudivi rokumaodzanyemba kukaitawo mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo rwokueresa narwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akayera kurutivi rwezasi norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu.
Shona 2009?
Akayera kurutivi rwezasi norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Akayera kurutivi rwezasi norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu.