Ezekiel 42:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamberi porutiʋi rwakareɓa, rwakaȿika makubiti anezana, kwakaŋga kunomukoʋa worutiʋi rwokumsoro, ʋuye ʋupamhi bgakaita makubiti makumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imba yakanga ino mukova wakatarisa kumusoro yakanga yakareba makubhiti zanaa uye makubhiti makumi mashanu paupamhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kureba kwemba yaiva nechokuchamhembe kwaiita mamita makumi mashanu upamhi huri makumi maviri amamita ana mamita mashanu ane hafu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamberi porutivi rwakareba, rwakasvika mamita ane zana, kwakanga kuno mukova worutivi rwokumusoro, uye upamhi hwakaita mamita makumi mashanu.
Shona 2009?
Pamberi porutivi rwakareba, rwakasvika mamita ane zana, kwakanga kuno mukova worutivi rwokumusoro, uye upamhi hwakaita mamita makumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Pamberi porutivi rwakareba, rwakasvika mamita ane zana, kwakanga kuno mukova worutivi rwokumusoro, uye upamhi hwakaita mamita makumi mashanu.