Ezekiel 42:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakatarisana na makubiti makumi maʋiri oruʋazhe rwomukati, ʋuye pakatarisana neguʋa rakaroŋgwa roruʋazhe rwokunze, kwakaŋga kunamaɓiraʋira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakatarisana namakubhiti makumi maviri oruvazhe rwomukati, uye pakatarisana nenzira yakanga yakavakirwa yoruvazhe rwokunze kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakanga pakatarisana nepamwe paiita gumi ramamita pakanga pari penhandare yomukati pakatarisanawo nakahuva kokunhandare yokunze paiva nemba dzenhurikidzwa nhatu dzina maperere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakatarisana namamita makumi maviri oruvanze rwomukati, uye pakatarisana neguva rakarongwa roruvanze rwokunze, kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.
Shona 2009?
Pakatarisana namamita makumi maviri oruvanze rwomukati, uye pakatarisana neguva rakarongwa roruvanze rwokunze, kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.
Shona SUB 2002 Bible
Pakatarisana namamita makumi maviri oruvanze rwomukati, uye pakatarisana neguva rakarongwa roruvanze rwokunze, kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.